Zekaria 2:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Ndiye onei mutumwa uya aitaura neni wauya ndokubva mumwe mutumwawo auyapo kuzosangana naye Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino tarira, mutumŋa wakaŋga acitaurirana neni, akaɓuɗa, mumŋe mutumŋa akandomuciŋgamidza, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvino tarira, mutumwa akanga achitaurirana neni, akabuda, mumwe mutumwa akandomuchingamidza, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ndiye onei mutumwa uya aitaura neni wauya ndokubva mumwe mutumwawo auyapo kuzosangana naye Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ipapo mutumwa aitaura neni akaenda, uye mumwe mutumwa akauya kuzosangana naye Viz kapitola |