Zekaria 14:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Pazuva iroro panenge pasina chiedza, pasina kutonhora kana chando Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino nezuʋa iro ciedza cicashaikwa, ɀinopenya ɀicadzimŋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Zvino nezuva iro chiedza chichashaikwa, zvinopenya zvichadzimwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pazuva iroro panenge pasina chiedza, pasina kutonhora kana chando Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Pazuva iroro hakuzovi nechiedza, kutonhora kana chando. Viz kapitola |