Zekaria 14:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Kana mhuri yeIjipiti isina kuenda kundoshanya ikoko haichawirwi nenhamo inopiwa naTENZI mamwe marudzi anorega kuenda kundochengeta mazuva makuru amatumba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Kana rudzi rwaʋaEgipita rusiŋgakwiri, ʋakasaȿika’po, naiʋo ʋacaʋiŋgwa nokurobga Jehova waacaroʋa nako ndudzi dzaʋanhu dzinoramba kukwira kundotamba mutambo wamatumba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Kana rudzi rwavaIjipiti rusingakwiri, vakasasvikapo, naivo vachavingwa nokurohwa Jehovha waacharova nako ndudzi dzavanhu dzinoramba kukwira kundotamba mutambo wamatumba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Kana mhuri yeIjipiti isina kuenda kundoshanya ikoko haichawirwi nenhamo inopiwa naTENZI mamwe marudzi anorega kuenda kundochengeta mazuva makuru amatumba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Kana vaIjipita vakasaenda uye vakasandonamatawo, mvura hainganayi munyika yavo. Jehovha achauyisa denda pamusoro pavo, denda raanorova naro ndudzi dzisingaendi kundopemberera Mutambo waMatumba. Viz kapitola |