Zekaria 14:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 Kana imwe mhuri yapanyika pano ikarega kuenda kuJerusaremu kundonamata Mambo TENZI wehondo nehondo, hainairwe nemvura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Aninani pamarudzi enyika usiŋgakwiri Jerusarema kundonamata Mambo, Jehova wehondo, haaŋganisirwi mvura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Ani naani pamarudzi enyika asingakwiri Jerusaremu kundonamata Mambo, Jehovha wehondo, haanganisirwi mvura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kana imwe mhuri yapanyika pano ikarega kuenda kuJerusaremu kundonamata Mambo TENZI wehondo nehondo, hainairwe nemvura. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Kana marudzi ose avanhu vapanyika akasaenda kuJerusarema kundonamata Mambo, Jehovha Wamasimba Ose, mvura hainganayi munyika dzavo. Viz kapitola |