Online Bible

- Reklamy -




Zekaria 12:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Shoko raTENZI rinotaura nezveIsiraeri kuti, zvanzi naTENZI, iye akawarira matenga akaita nyika, iye akasika mweya uri mumunhu anoti,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Cireʋo ceshoko raJehova pamsoro paIsraeri. Ɀanzi naJehova, iye unotatamura ɗeŋga rose, unoteya nheyo dzenyika, nokuʋumba mŋeya womunhu mukati make:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Chirevo cheshoko raJehovha pamusoro paIsiraeri. Zvanzi naJehovha, iye anotamura denga rose, anoteya nheyo dzenyika, nokuumba mweya womunhu mukati make,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Shoko raTENZI rinotaura nezveIsiraeri kuti, zvanzi naTENZI, iye akawarira matenga akaita nyika, iye akasika mweya uri mumunhu anoti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Iri ndiro shoko raJehovha pamusoro peIsraeri. Jehovha, iye anotatamura matenga, anoteya nheyo dzenyika, uye anoumba mweya womunhu uri mukati make, anoti:

Viz kapitola kopírovat




Zekaria 12:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy