Zekaria 11:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Zvanzi naTENZI, Mwari wangu, “Iva zvako mufudzi wedanga rezvipfuwo zvakatemerwa kuuraiwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀanzi naJehova Mŋari waŋgu: Fudza makwai anozoʋurawa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Zvanzi naJehovha Mwari wangu, “Fudza makwai anozourawa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Zvanzi naTENZI, Mwari wangu, “Iva zvako mufudzi wedanga rezvipfuwo zvakatemerwa kuuraiwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Zvanzi naJehovha Mwari wangu: “Fudzai makwai akagadzirirwa kundobayiwa. Viz kapitola |