Zekaria 11:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Ini ndokuti kwavari, “Kana maona zvakanaka nditambiriseiwo zvenyu mubayiro wangu, asi kana zvisina uchengetei henyu.” Saka vakayera makumi matatu emari yamashekeri yesirivha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ndikati kwaʋari: Kana muciti ɀakanaka, cindipai muɓairo waŋgu; kana ɀisakanaka, regai. Ipapo ʋakandiyerera muɓairo waŋgu, masirveri anamakumi matatu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Ndikati kwavari, “Kana muchiti zvakanaka, chindipai mubayiro wangu; kana zvisakanaka, regai.” Ipapo vakandiyerera mubayiro wangu, masirivha ana makumi matatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ini ndokuti kwavari, “Kana maona zvakanaka nditambiriseiwo zvenyu mubayiro wangu, asi kana zvisina uchengetei henyu.” Saka vakayera makumi matatu emari yamashekeri yesirivha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ndakaaudza kuti, “Kana muchiona zvakanaka, ndipei muripo wangu, asi kana zvisina, uchengetei.” Nokudaro vakandipa mubayiro wangu wamakumi matatu esirivha. Viz kapitola |