Zekaria 11:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Nezvo chibvumirano chacho chakabvawo chadzimwa pazuva iroro. Izvozvo vaya vemhindu dzokutengeserana makwai vakanga vakaisa maziso pandiri vakabva vazviziva kuti iroro rakanga riri shoko raTENZI. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ikavuniwa nezuʋa iro; naiɀoɀo marombo pakati pamakwai, akanditerera, akaziʋa kuti ishoko raJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Ikavhuniwa nezuva iro; naizvozvo varombo pakati pamakwai, vakanditerera, vakaziva kuti ishoko raJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Nezvo chibvumirano chacho chakabvawo chadzimwa pazuva iroro. Izvozvo vaya vemhindu dzokutengeserana makwai vakanga vakaisa maziso pandiri vakabva vazviziva kuti iroro rakanga riri shoko raTENZI. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Yakaputswa pazuva iroro, uye makwai airwadziwa akanga akanditarira akaziva kuti raiva shoko raJehovha. Viz kapitola |