Zekaria 11:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Ndakatora tsvimbo yangu iya inonzi “Nyasha,” ndikaityora kuri kutotyora chibvumirano chandakanga ndaitirana namarudzi avanhu ose zvawo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ipapo ndikatora tȿimbo yaŋgu yainzi Kunaka, ndikaivuna‐vuna, kuti ndiputse suŋgano yaŋgu yandakaŋga ndaita nendudzi dzose dzaʋanhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Ipapo ndakatora tsvimbo yangu yainzi, “Kunaka,” ndikaivhuna-vhuna, kuti ndiputse sungano yangu yandakanga ndaita nendudzi dzose dzavanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ndakatora tsvimbo yangu iya inonzi “Nyasha,” ndikaityora kuri kutotyora chibvumirano chandakanga ndaitirana namarudzi avanhu ose zvawo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Ipapo ndakatora tsvimbo yangu yainzi Nyasha ndikaivhuna, ndichiputsa sungano yandakanga ndaita nendudzi dzose. Viz kapitola |