Zekaria 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Murume akanga amire pakati pamakwenzi emimitiri uya akapindura achiti, ‘Ivava ndidzo nhumwa dzakatumwa naTENZI dzichafamba nenyika yose.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Murume wakaŋga amire pakati pemiti yemimirte akapindura, akati: Aʋa ndiʋo ʋakatumŋa naJehova kupota‐pota nenyika yose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Murume akanga amire pakati pemiti yemimirite akapindura, akati, “Ava ndivo vakatumwa naJehovha kupota-pota nenyika yose.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Murume akanga amire pakati pamakwenzi emimitiri uya akapindura achiti, ‘Ivava ndidzo nhumwa dzakatumwa naTENZI dzichafamba nenyika yose.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Ipapo murume akanga amire pakati pemiti yemitire akatsanangura achiti, “Ava ndivo vakatumwa naJehovha kuti vaende munyika yose.” Viz kapitola |