Zefania 3:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Chinzwa, panguva iyoyo, ndichaonana nevanokurwadzisa ndigonunura zvirema ndikokorodze vanosemwa. Ndichapindura kunyara kwavo ndichikuita kuti kuve kurumbidza kuzivikanwe pasi pose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Tarirai, neŋguʋa iyo ndicatoŋga ʋose ʋanokumanikidza, ndicaponesa ʋanokamhina, nokuʋuŋganidza ʋakadziŋgwa; ndicaʋaitira mbiri nezita rakanaka, iʋo ʋainyadziswa panyika yose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Tarirai, nenguva iyo ndichatonga vose vanokumanikidza, ndichaponesa vanokamhina, nokuunganidza vakadzingwa; ndichavaitira mbiri nezita rakanaka, ivo vainyadziswa panyika yose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Chinzwa, panguva iyoyo, ndichaonana nevanokurwadzisa ndigonunura zvirema ndikokorodze vanosemwa. Ndichapindura kunyara kwavo ndichikuita kuti kuve kurumbidza kuzivikanwe pasi pose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Panguva iyoyo ndichatonga vose vakakumanikidza; ndichanunura vakaremara uye ndichaunganidza vaya vakaparadzirwa. Ndichavapa rumbidzo norukudzo munyika dzose dzavakaiswa pakunyadziswa. Viz kapitola |