Online Bible

- Reklamy -




Zefania 3:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Tenzi abvisa kurangwa kwako kwakakumirira, vavengi vako avadzinga. Mambo weIsiraeri, Tenzi ari pakati pako hapana chakaipa chauchazotyazve.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Jehova wakabvisa ɀawakatoŋgerwa, wakadziŋga muʋeŋgi wako; mambo waIsraeri, iye Jehova, uri pakati pako, hauŋgazoʋoni ɀe ɀakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Jehovha akabvisa zvawakatongerwa, wakadzinga muvengi wako; mambo waIsiraeri, iye Jehovha, ari pakati pako, haungazoonizve zvakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Tenzi abvisa kurangwa kwako kwakakumirira, vavengi vako avadzinga. Mambo weIsiraeri, Tenzi ari pakati pako hapana chakaipa chauchazotyazve.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Jehovha abvisa kurangwa kwako kwose, adzinga muvengi wako. Jehovha, Mambo waIsraeri, anewe; hauzotyizve kuti ungakuvadzwa nechinhu chipi zvacho.

Viz kapitola kopírovat




Zefania 3:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy