Zefania 3:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Vanhu vanenge vasara muIsiraeri havana uipi hwavachazoita kana kureva nhema. Mumuromo mavo hamuchazowanikwa rurimi rune unyengedzi nokuti vacharara zvavo kusina anovatyityidzira.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ʋakasara ʋaIsraeri haʋaŋgaiti ɀakaipa, kana kureʋa nhema; rurimi runonyeŋgera haruŋgawanikwi mumiromo yaʋo; nokuti ʋacafura nokuʋata pasi, hakuna‐uŋgaʋatyisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Vakasara vaIsiraeri havangaiti zvakaipa, kana kureva nhema; rurimi runonyengera harungawanikwi mumiromo yavo; nokuti vachafura nokuvata pasi, hakuna angavatyisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vanhu vanenge vasara muIsiraeri havana uipi hwavachazoita kana kureva nhema. Mumuromo mavo hamuchazowanikwa rurimi rune unyengedzi nokuti vacharara zvavo kusina anovatyityidzira.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Vakasara vaIsraeri havangaiti zvakaipa; havangarevi nhema, uye kunyengera hakuzowanikwi mumiromo yavo. Vachadya uye vagorara pasi, uye hapana angavatyisa.” Viz kapitola |