Zefania 2:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Chikonzero chacho ndechokuti: Gaza iyi ichatizwa uye Ashikeroni ichava dongo zvaro vanhu veAshidhodhi vachadzingwa zuva rakacheka nyika, uye Ekironi ichadzipurwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti Gaza ricasiyiwa, Ashkeroni ricaitwa ɗoŋgo; ʋacadziŋga Ashdodi masikati makuru, Ekroni ricadzurwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 “Nokuti Gaza richasiyiwa, Ashikeroni richaitwa dongo; vachadzinga Ashidhodhi masikati makuru, Ekironi richadzurwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Chikonzero chacho ndechokuti: Gaza iyi ichatizwa uye Ashikeroni ichava dongo zvaro vanhu veAshidhodhi vachadzingwa zuva rakacheka nyika, uye Ekironi ichadzipurwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Gaza richasiyiwa uye Ashikeroni richasiyiwa rava dongo. Pamasikati makuru Ashidhodhi richasiyiwa risisina chinhu uye Ekironi radzurwa. Viz kapitola |