Online Bible

- Reklamy -




Zefania 2:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Iwoyu ndouchava mubayiro wavo wokuzvikudza kwavo nokuti vaishora nokudadira vanhu vaTenzi wehondo nehondo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ndiɀo ɀaʋacapiwa nokuɗa kwokuɀikudza kwaʋo, nokuti ʋakaɀidza ʋanhu ʋaJehova wehondo nokuɀikudza kwaʋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 “Ndizvo zvavachapiwa nokuda kwokuzvikudza kwavo, nokuti vakazvidza vanhu vaJehovha wehondo nokuzvikudza kwavari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Iwoyu ndouchava mubayiro wavo wokuzvikudza kwavo nokuti vaishora nokudadira vanhu vaTenzi wehondo nehondo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Izvi ndizvo zvavachawana nokuda kwokuzvikudza kwavo, nokuti vakatuka uye vakadadira vanhu vaJehovha Wamasimba Ose.

Viz kapitola kopírovat




Zefania 2:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy