Zefania 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 navakafuratira Tenzi vasisatsvaki Tenzi kana kunzwa kuti anotii.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 naʋakadzoka pakuteʋera Jehova, naʋasina‐kutȿaka Jehova kana kumubvunza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 navakadzoka pakutevera Jehovha, navasina kutsvaka Jehovha kana kumubvunza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 navakafuratira Tenzi vasisatsvaki Tenzi kana kunzwa kuti anotii.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 vaya vanotsauka kubva pakutevera Jehovha uye vasingatsvaki Jehovha kana kubvunza kwaari. Viz kapitola |