Online Bible

- Reklamy -




Zefania 1:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Zvinhu zvavo zvichapambwa dzimba dzavo dzichaparadzwa kunyange zvavo vakavaka dzimba havazombodzigari. Kunyange zvavo vakasima minda yemagirepisi, waini yacho havainwi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Fuma yaʋo icaitwa ɀakapambga, nedzimba dzaʋo matoŋgo; ɀirokwaɀo, ʋacaʋaka dzimba, asi haʋaŋgagari’mo; ʋacasima minda yemizambiriŋga, asi haʋaŋganwi waini yayo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Pfuma yavo ichaitwa zvakapambwa, nedzimba dzavo matongo; zvirokwazvo, vachavaka dzimba, asi havangagarimo; vachasima minda yemizambiringa, asi havanganwi waini yayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Zvinhu zvavo zvichapambwa dzimba dzavo dzichaparadzwa kunyange zvavo vakavaka dzimba havazombodzigari. Kunyange zvavo vakasima minda yemagirepisi, waini yacho havainwi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Upfumi hwavo huchapambwa, dzimba dzavo dzichaputswa, vachavaka dzimba, asi havangagari madziri; vachasima minda yemizambiringa, asi havanganwi waini yacho.

Viz kapitola kopírovat




Zefania 1:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy