Online Bible

- Reklamy -




Zefania 1:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Shoko rakauya kuna Zefaniya mwanakomana waKushi, mwana waGadharia mwanakomana waAmariya, mwanakomana waHezekiya, mumazuva aJosiya mwanakomana waAmoni mambo wokwaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Shoko raJehova, rakaȿika kunaZefania, mŋanakomana waKushi, mŋanakomana waGedaria, mŋanakomana waAmaria, mŋanakomana waHezekia, namazuʋa aJosia, mŋanakomana waAmoni, mambo waJuda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Shoko raJehovha, rakasvika kuna Zefaniya, mwanakomana waKushi, mwanakomana waGedharia, mwanakomana waAmaria, mwanakomana waHezekia, namazuva aJosia, mwanakomana waAmoni, mambo waJudha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Shoko rakauya kuna Zefaniya mwanakomana waKushi, mwana waGadharia mwanakomana waAmariya, mwanakomana waHezekiya, mumazuva aJosiya mwanakomana waAmoni mambo wokwaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Shoko raJehovha rakasvika kuna Zefania, mwanakomana waKushi, mwanakomana waGedharia, mwanakomana waAmaria, mwanakomana waHezekia, pamazuva okutonga kwaJosia mwanakomana waAmoni mambo weJudha richiti:

Viz kapitola kopírovat




Zefania 1:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy