Ʋatoŋgi 9:52 - Bhaibhiri Idzva rechiShona52 Abhimereki akasvika pashongwe iyi akairwisa. Akaswedera pamusuo chaipo peshongwe iyi kuti aipise nomoto. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 Abimereki akaȿika paruȿiŋgo, akarwa narwo, akasweɗera pedyo nomukoʋa woruȿiŋgo, kuti arupise nomŋoto. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200252 Abhimereki akasvika parusvingo, akarwa narwo, akaswedera pedyo nomukova worusvingo, kuti arupise nomoto. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 Abhimereki akasvika pashongwe iyi akairwisa. Akaswedera pamusuo chaipo peshongwe iyi kuti aipise nomoto. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi52 Abhimereki akaenda kushongwe iyo uye akairwisa. Asi akati achiswedera pamukova weshongwe kuti aipise nomoto, Viz kapitola |