Ʋatoŋgi 9:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona46 Vanhu vose vomushongwe yomuShikemu vakazvinzwa, vakapinda munhare mutemberi yaEribheriti. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Ɀino ʋarume ʋose ʋoruȿiŋgo rweShekemi ʋakati ʋaɀinzwa, ʋakapinda munhare, mumba maEri‐beriti. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200246 Zvino varume vose vorusvingo rweShekemu vakati vazvinzwa, vakapinda munhare, mumba maEri-bheriti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Vanhu vose vomushongwe yomuShikemu vakazvinzwa, vakapinda munhare mutemberi yaEribheriti. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Vachinzwa izvi vagari vomushongwe yeShekemu, vakapinda munhare dzetemberi yaEri-Bheriti. Viz kapitola |