Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 9:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

43 Saka akatora vanhu vake, akavaisa muzvikwata zvitatu, ndokuvahwandira kuminda ikoko. Akatarisa akaona vanhu vachibuda muguta muya. Akavavinga akavauraya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

43 Iye akatora ʋanhu akaʋakamura, akaita mapoka matatu, akandoʋaʋandira kusaŋgo; akatarira, akaʋona ʋanhu ʋaciɓuɗa muguta, akasimuka, akandorwa naʋo, akaʋaʋuraya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

43 Iye akatora vanhu akavakamura, akaita mapoka matatu, akandovavandira kusango; akatarira, akaona vanhu vachibuda muguta, akasimuka, akandorwa navo, akavauraya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 Saka akatora vanhu vake, akavaisa muzvikwata zvitatu, ndokuvahwandira kuminda ikoko. Akatarisa akaona vanhu vachibuda muguta muya. Akavavinga akavauraya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

43 Saka akatora vanhu vake, akavakamura akavaisa mumapoka matatu akavandira musango. Akati achiona vanhu vachibuda muguta, akasimuka kuti avarwise.

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 9:43

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy