Ʋatoŋgi 9:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona42 Ramangwana racho vanhu vakaenda zvavo kuminda, Abhimereki ndokuzvinzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Ɀino fume maŋgwana ʋanhu ʋakaɓuɗa kusaŋgo; ʋakaʋudza Abimereki. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 Zvino fume mangwana vanhu vakabuda kusango; vakaudza Abhimereki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Ramangwana racho vanhu vakaenda zvavo kuminda, Abhimereki ndokuzvinzwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Fume mangwana vanhu veShekemu vakabuda vakaenda kuminda, uye izvi zvakaziviswa kuna Abhimereki. Viz kapitola |