Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 9:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 Abhimereki akandogara kuAruma. Zvino Zebhuri akadzinga Gaari nehama dzake, vakasazokwanisa kugaramo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 Abimereki akagara paAruma, Zeburi akadziŋga Gaari nehama dzake, kuti ʋarege kuzogara paShekemi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

41 Abhimereki akagara paAruma, Zebhuri akadzinga Gaari nehama dzake, kuti varege kuzogara paShekemu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 Abhimereki akandogara kuAruma. Zvino Zebhuri akadzinga Gaari nehama dzake, vakasazokwanisa kugaramo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

41 Abhimereki akagara muAruma, uye Zebhuri akadzinga Gaari navanunʼuna vake muShekemu.

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 9:41

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy