Ʋatoŋgi 9:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona34 Abhimereki navanhu vose vaaiva navo vakasimuka nousiku vakandohwandira guta reShikemu vari muzvikwata zvina. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ipapo Abimereki akamuka ʋusiku, iye naʋanhu ʋose ʋaakaŋga anaʋo, ʋakandoʋandira Shekemi ʋakaita mapoka manna. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Ipapo Abhimereki akamuka usiku, iye navanhu vose vaakanga anavo, vakandovandira Shekemu vakaita mapoka mana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Abhimereki navanhu vose vaaiva navo vakasimuka nousiku vakandohwandira guta reShikemu vari muzvikwata zvina. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Saka Abhimereki namauto ake akasimuka usiku akaenda kunzvimbo dzakavanda pedyo neShekemu mumapoka mana. Viz kapitola |