Ʋatoŋgi 9:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona33 Kana ava mangwanani, zuva robuda, mokurumidzawo kumuka, mobva mauya muguta. Kana Gaari navanhu vaanenge anavo vouya kuzokurwisai, moita zvamunokwanisa navo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ɀino maŋgwanani, zuʋa ricaŋgoɓuɗa, unofanira kufumira kundoʋamba guta; kana iye naʋanhu ʋaanaʋo ʋaciɓuɗa kuzorwa newe, iwe uŋgaita naʋo seɀaunoɗa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Zvino mangwanani, zuva richangobuda, unofanira kufumira kundovamba guta; kana iye navanhu vaanavo vachibuda kuzorwa newe, iwe ungaita navo sezvaunoda.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Kana ava mangwanani, zuva robuda, mokurumidzawo kumuka, mobva mauya muguta. Kana Gaari navanhu vaanenge anavo vouya kuzokurwisai, moita zvamunokwanisa navo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Panguva dzamangwanani, zuva robuda, mupinde murwise guta. Panouya Gaari navanhu vake kuti vabude kuzorwa nemi, muite zvose zvamunogona noruoko rwenyu.” Viz kapitola |