Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 9:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Zebhuri mutungamiriri weShikemu paakanzwa zvakanga zvataurwa naGaari mwanakomana waEbhedhi akatutuma nehasha.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Ɀino Zeburi muɓati weguta, wakati acinzwa mashoko aGaari mŋanakomana waEbedi, akatsamŋa kwaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Zvino Zebhuri mubati weguta, wakati achinzwa mashoko aGaari mwanakomana waEbhedhi, akatsamwa kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Zebhuri mutungamiriri weShikemu paakanzwa zvakanga zvataurwa naGaari mwanakomana waEbhedhi akatutuma nehasha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Zebhuri mubati weguta akati anzwa zvakataurwa naGaari mwanakomana waEbhedhi, akatsamwa zvikuru.

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 9:30

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy