Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 9:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Dai kuri kuti ndini ndaitwa mutungamiriri wenyu, ndaibvisa Abhimereki pachigaro. Ndaiti kuna Abhimereki, ‘Kukuchana zvako nehondo yako yose, uuye tionane.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Haiwa, ɗai ʋanhu aʋa ʋaiʋa muruʋoko rwaŋgu, ndaidziŋga Abimereki. Ɀino akati kunaAbimereki: Wedzera hondo yako, uɓuɗe kuzorwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Haiwa, dai vanhu ava vaiva muruoko rwangu, ndaidzinga Abhimereki.” Zvino akati kuna Abhimereki, “Wedzera hondo yako, ubude kuzorwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Dai kuri kuti ndini ndaitwa mutungamiriri wenyu, ndaibvisa Abhimereki pachigaro. Ndaiti kuna Abhimereki, ‘Kukuchana zvako nehondo yako yose, uuye tionane.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Dai chete vanhu ava vanga vari pasi pangu! Ipapo ndaimubvisa. Ndaizoti kuna Abhimereki, ‘Dana hondo yako yose!’ ”

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 9:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy