Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 9:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 KuShikemu kwakazouyiwa naGaari mwanakomana waEbhedhi nehama dzake, vanhu vemo ndokuvimba naye.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ɀino Gaari mŋanakomana waEbedi, wakaʋuya nehama dzake, ʋakaenda Shekemi; ʋarume ʋeShekemi ʋakaʋimba naye.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Zvino Gaari mwanakomana waEbhedhi, wakauya nehama dzake, vakaenda Shekemu; varume veShekemu vakavimba naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 KuShikemu kwakazouyiwa naGaari mwanakomana waEbhedhi nehama dzake, vanhu vemo ndokuvimba naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Zvino Gaari mwanakomana waEbhedhi akaenda navanunʼuna vake kundogara muShekemu, uye vagari vomo vakavimba naye.

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 9:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy