Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 9:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Asi kana zvisizvo moto ngaubve muna Abhimereki uroromese vanhu vomuShikemu nevomuBhetimiro. Moto ngaubvewo mune vanhu vemuShikemu nevomuBhetimiro uroromese Abhimereki.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 asi kana ɀisina‐kunaka, mŋoto ŋgauɓuɗe kunaAbimereki, uparadze ʋarume ʋeShekemi, naʋeimba yaMiro; ʋuye mŋoto ŋgauɓuɗe kuʋarume ʋeShekemi, naʋeimba yaMiro, uparadze Abimereki.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 asi kana zvisina kunaka, moto ngaubude kuna Abhimereki, uparadze varume veShekemu, naveimba yaMiro; uye moto ngaubude kuvarume veShekemu, naveimba yaMiro, uparadze Abhimereki.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Asi kana zvisizvo moto ngaubve muna Abhimereki uroromese vanhu vomuShikemu nevomuBhetimiro. Moto ngaubvewo mune vanhu vemuShikemu nevomuBhetimiro uroromese Abhimereki.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Asi kana musina kudaro, moto ngaubude kubva kuna Abhimereki, uye uparadze imi, vagari veShekemu neBheti Miro, uye moto ngaubude kwamuri, vagari veShekemu neBheti Miro, ugoparadza Abhimereki!”

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 9:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy