Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 9:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Chandinodariro ndechichi chokuti, baba vangu vakakurwirai, vakazvipinza munjodzi yokuti vaigona kufa, vakakununurai mumaoko avaMidhiani.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 (nokuti ɓaɓa ʋaŋgu ʋakakurwirai, ʋasiŋgaraŋgariri ʋupenyu bgaʋo, ʋakakurwirai mumaʋoko aMidiani;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 (nokuti baba vangu vakakurwirai, vasingarangariri upenyu hwavo, vakakurwirai mumaoko avaMidhiani;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Chandinodariro ndechichi chokuti, baba vangu vakakurwirai, vakazvipinza munjodzi yokuti vaigona kufa, vakakununurai mumaoko avaMidhiani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 uye nokufunga kuti baba vangu vakakurwirai, vakaisa upenyu hwavo panjodzi kuti vakununurei kubva muruoko rweMidhiani

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 9:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy