Ʋatoŋgi 9:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 “Naizvozvo hameno kana zvokugadza Abhimereki umambo makazviita muchiti muri kuita zvakanaka, uye maifunga kuti muri kuita zvinhu kwazvo, zvimwe munofungawo kuti zvamakaitira Jerubhaari nemhuri yake zvinokodzerana nezvaakaita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Saka ɀino kana makaita ɀakanaka neɀakarurama, ɀamakaita Abimereki mambo wenyu, ʋuye kana makaitira Jerubaari neimba yake ɀakanaka, nokumuitira seɀaakafanirwa pamsoro peɀaakakuitirai, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 “Saka zvino kana makaita zvakanaka nezvakarurama, zvamakaita Abhimereki mambo wenyu, uye kana makaitira Jerubhaari sezvaakafanirwa pamusoro pezvaakakuitirai, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 “Naizvozvo hameno kana zvokugadza Abhimereki umambo makazviita muchiti muri kuita zvakanaka, uye maifunga kuti muri kuita zvinhu kwazvo, zvimwe munofungawo kuti zvamakaitira Jerubhaari nemhuri yake zvinokodzerana nezvaakaita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 “Zvino kana imi makaita zvinokudzwa uye zvakatendeka pamakaita Abhimereki mambo, uye kana makaita zvakanaka kuna Jerubhi-Bhaari nokumhuri yake, uye kana makamubata sezvaanofanira, Viz kapitola |