Ʋatoŋgi 9:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Rukato rwakati kwairi, ‘Kana zviri zvechokwadi kuti muri kuda kundigadza kuti ndive mambo wenyu, uyai mupotere mumumvuri wangu. Kana zvisizvo, moto ngaubve murukato uroromese miti yemisidhari yokuRebhanoni.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Rukato rukati kumiti: Kana mukandizodza kuti ndiʋe mambo wenyu ɀirokwaɀo, ciʋuyai muʋande pamumvuri waŋgu; kana musiŋgaɗi, mŋoto ŋgauɓuɗe parukato, uparadze misidari yeRebanoni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Rukato rukati kumiti, ‘Kana mukandizodza kuti ndive mambo wenyu zvirokwazvo, chiuyai muvande pamumvuri wangu; kana musingadi, moto ngaubude parukato, uparadze misidhari yeRebhanoni.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Rukato rwakati kwairi, ‘Kana zviri zvechokwadi kuti muri kuda kundigadza kuti ndive mambo wenyu, uyai mupotere mumumvuri wangu. Kana zvisizvo, moto ngaubve murukato uroromese miti yemisidhari yokuRebhanoni.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 “Rukato rukati kumiti, ‘Kana muchida kundizodza kuti ndive mambo wenyu zvirokwazvo, uyai muvande pamumvuri wangu; asi kana zvisizvo, moto ngaubude murukato ugopisa misidhari yeRebhanoni!’ Viz kapitola |