Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 9:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Asi muonde wakati kwairi, ‘Heya munoti ndisiye kutapira kwangu nemichero yangu iyi yakanaka kudai ndichienda kundosweropepera pamusoro pemiti here?’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Asi muʋonde wakati kwairi: Ko ini ndiŋgarega kutapira kwaŋgu nemicero yaŋgu yakanaka, ndipepere uko nokoko pamsoro pemiti here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Asi muonde wakati kwairi, ‘Ko ini ndingarega kutapira kwangu nemichero yangu yakanaka, ndipepere uko nokoko pamusoro pemiti here?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Asi muonde wakati kwairi, ‘Heya munoti ndisiye kutapira kwangu nemichero yangu iyi yakanaka kudai ndichienda kundosweropepera pamusoro pemiti here?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 “Asi muonde wakapindura ukati, ‘Ndingada hangu kusiya muchero wangu, wakanaka kudai uye unotapira, kuti ndinozengaira pamusoro pemiti here?’

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 9:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy