Ʋatoŋgi 8:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Paakasvika kuSukoti akakumbira vanhu veko achiti, “Ndapota ndipireiwo vanhu vandinavo zvingwa nokuti vave nenzara. Ndiri pakuronda Zebha naZarimuna, madzimambo evaMidhiani.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Akati kuʋarume ʋeSukoti: Ipai henyu ʋanhu aʋa ʋanonditeʋera mapundu eɀiŋgwa, nokuti ʋaneta; ndinoteʋerera Zeba naZarmuna, madzimambo aMidiani. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Akati kuvarume veSukoti, “Ipai henyu vanhu ava vanonditevera mapundu ezvingwa, nokuti vaneta; ndinoteverera Zebha naZarimuna, madzimambo aMidhiani.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Paakasvika kuSukoti akakumbira vanhu veko achiti, “Ndapota ndipireiwo vanhu vandinavo zvingwa nokuti vave nenzara. Ndiri pakuronda Zebha naZarimuna, madzimambo evaMidhiani.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Akati kuvarume veSukoti, “Ipai henyu mauto angu chingwa; vaneta, uye ndichiri kutevera Zebha naZarumuna, madzimambo eMidhiani.” Viz kapitola |