Ʋatoŋgi 8:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona32 Gidheoni mwanakomana waJoashi akazofawo anyatsokwegura, akavigwa muguva rababa vake kuOfura ravaAbhiezeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Gideoni, mŋanakomana waJoashi, akafa akwegura, akaʋigwa mubgiro bgaJoashi ɓaɓa ʋake paOfra raʋaAbiezeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Gidheoni, mwanakomana waJoashi, akafa akwegura, akavigwa mubwiro hwaJoashi baba vake paOfura ravaAbhiezeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Gidheoni mwanakomana waJoashi akazofawo anyatsokwegura, akavigwa muguva rababa vake kuOfura ravaAbhiezeri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Gidheoni mwanakomana waJoashi akafa akwegura zvikuru uye akavigwa muguva rababa vake Joashi muOfira ravaAbhiezeri. Viz kapitola |