Ʋatoŋgi 8:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Mwari akaisa mumaoko enyu vatungamiriri vevaMidhiani vanaOrebhu naZeebhu. Zvino chiiwo chandakaita chingabangoenzaniswa nezvamakaita, imi?” Ipapo kumugumbukira kwavakanga vakaita kwakabva kwapera paakavataurira izvozvi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Mŋari wakaisa macinda maʋiri aMidiani, Orebi naZeebi, mumaʋoko enyu; ɀino ini ndaigona kuitei ʋo, kana ndiciɀifananidza nemi? Ipapo kutsamŋa kwaʋo kwakanyarara kwaari, aʋaʋudza iɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Mwari wakaisa machinda maviri aMidhiani, Orebhi naZeebhi, mumaoko enyu; zvino ini ndaigona kuiteiwo, kana ndichizvifananidza nemi?” Ipapo kutsamwa kwavo kwakanyarara kwaari, avaudza izvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mwari akaisa mumaoko enyu vatungamiriri vevaMidhiani vanaOrebhu naZeebhu. Zvino chiiwo chandakaita chingabangoenzaniswa nezvamakaita, imi?” Ipapo kumugumbukira kwavakanga vakaita kwakabva kwapera paakavataurira izvozvi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Mwari akaisa Orebhi naZeebhi, vatungamiri vavaMidhiani mumaoko enyu. Ko, ini ndaizokwanisa kuitei kuti ndienzaniswe nemi?” Ipapo, kutsamwa kwavo pamusoro pake kwakaserera. Viz kapitola |