Ʋatoŋgi 8:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona29 Jerubhaari mwanakomana waJoashi akandogara kumusha kwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ɀino Jerubaari, mŋanakomana waJoashi, akandogara mumba make. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Zvino Jerubhaari, mwanakomana waJoashi, akandogara mumba make. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Jerubhaari mwanakomana waJoashi akandogara kumusha kwake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Jerubhi-Bhaari mwanakomana waJoashi akadzokerazve kundogara kumusha kwake. Viz kapitola |