Ʋatoŋgi 8:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Naizvozvo vaMidhiani vakakurirwa navaIsiraeri, havana kana kuzombosimudza musoro. Panguva yaGidheoni, nyika yakava norunyararo kwamakumi mana amakore. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Saiɀoɀo ʋaMidiani ʋakakundwa pamberi paʋana ʋaIsraeri, haʋana‐kuzosimudza ɀe misoro yaʋo. Nyika ikazorora makore anamakumi manna pamazuʋa aGideoni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Saizvozvo vaMidhiani vakakundwa pamberi pavana vaIsiraeri, havana kuzosimudzazve misoro yavo. Nyika ikazorora makore ana makumi mana pamazuva aGidheoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Naizvozvo vaMidhiani vakakurirwa navaIsiraeri, havana kana kuzombosimudza musoro. Panguva yaGidheoni, nyika yakava norunyararo kwamakumi mana amakore. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Naizvozvo vaMidhiani vakakundwa pamberi pavaIsraeri uye havana kuzosimudzazve musoro wavo. Pamazuva okurarama kwaGidheoni, nyika yakava norugare kwamakore makumi mana. Viz kapitola |