Ʋatoŋgi 8:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Varume veIsiraeri vakataurira Gidheoni vachiti, “Zvamakatinunura mumaoko avaMidhiani dai mukachiva zvenyu mutongi wedu iyemi muchiteverwa nomwanakomana wenyu kwozouya muzukuru wenyu mukomana.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino ʋarume ʋaIsraeri ʋakati kunaGideoni: Mutiɓate ʋushe imi nomŋanakomana wenyu, nomŋanakomana womŋanakomana wenyu ʋo, nokuti makatiponesa pamaʋoko aʋaMidiani. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Zvino varume vaIsiraeri vakati kuna Gidheoni, “Mutibate ushe imi nomwanakomana wenyu, nomwanakomana womwanakomana wenyuwo, nokuti makatiponesa pamaoko avaMidhiani.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Varume veIsiraeri vakataurira Gidheoni vachiti, “Zvamakatinunura mumaoko avaMidhiani dai mukachiva zvenyu mutongi wedu iyemi muchiteverwa nomwanakomana wenyu kwozouya muzukuru wenyu mukomana.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 VaIsraeri vakati kuna Gidheoni, “Titonge iwe, mwanakomana wako nomuzukuru wako nokuti wakatiponesa kubva muruoko rwavaMidhiani.” Viz kapitola |