Ʋatoŋgi 7:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Usiku hwakarehwo Tenzi akamuti, “Simuka uende kumatendhe avo nokuti ndaaisa mumaoko ako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino noʋusiku ubgo Jehova akati kwaari: Simuka, uɓurukire kumisasa, nokuti ndakaʋaisa muruʋoko rwako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Zvino nousiku uhwo Jehovha akati kwaari, “Simuka, uburukire kumisasa, nokuti ndakavaisa muruoko rwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Usiku hwakarehwo Tenzi akamuti, “Simuka uende kumatendhe avo nokuti ndaaisa mumaoko ako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Usiku ihwohwo, Jehovha akati kuna Gidheoni, “Simuka, buruka uende kumusasa, nokuti ndiri kuzouisa mumaoko ako. Viz kapitola |