Ʋatoŋgi 7:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 Kwakadaidzwa vaIsiraeri varume vedzinza rokwaNafutari neraAsheri navose vedzinza raManase vakadzingirira vaMidhiani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino ʋarume ʋaIsraeri ʋakaʋuŋgana, ʋacibva kwaNaftari, nokwaAsheri, nokwaManase, ʋakateʋera Midiani. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Zvino varume vaIsiraeri vakaungana, vachibva kwaNafutari, nokwaAsheri, nokwaManase, vakatevera Midhiani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Kwakadaidzwa vaIsiraeri varume vedzinza rokwaNafutari neraAsheri navose vedzinza raManase vakadzingirira vaMidhiani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 VaIsraeri vakadanwa kubva kuNafutari, Asheri neManase yose, uye vakatevera vaMidhiani. Viz kapitola |