Ʋatoŋgi 7:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Mukanzwa ini navandinenge ndinavo taridza hwamanda, imi mobva maridzawo hwamanda, mativi ose akakomberedza tendhe, muzhambe muchiti, ‘Hondo yaTenzi, hondo yaGidheoni.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Kana ndoridza hwamanda ini naʋose ʋandinaʋo, nemi ʋo muridze hwamanda kunhiʋi dzose dzemisasa, muciti: Munondo waJehova nowaGideoni! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Kana ndoridza hwamanda ini navose vandinavo, nemiwo muridze hwamanda kunhivi dzose dzemisasa, muchiti, ‘Munondo waJehovha nowaGidheoni!’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Mukanzwa ini navandinenge ndinavo taridza hwamanda, imi mobva maridzawo hwamanda, mativi ose akakomberedza tendhe, muzhambe muchiti, ‘Hondo yaTenzi, hondo yaGidheoni.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Kana ini navose vandinavo tikaridza hwamanda dzedu, ipapo imi mose makapoteredza musasa muridzewo dzenyu mugodanidzira muchiti, ‘Rwirai Jehovha naGidheoni!’ ” Viz kapitola |