Ʋatoŋgi 7:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Kana uchitya kudzikako, chiperekedzanai nomuranda wako Pura, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Asi kana ucitya kuɓuruka, uɓuruke kumisasa unaPura muranda wako; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Asi kana uchitya kuburuka, uburuke kumisasa una Pura muranda wako; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Kana uchitya kudzikako, chiperekedzanai nomuranda wako Pura, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Asi kana uchitya kuenda, buruka uende kumusasa naPura muranda wako. Viz kapitola |