Ʋatoŋgi 6:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Tenzi akavatumira muporofita akati, “Zvanzi naTenzi Mwari wavaIsiraeri, ‘Ndakakuburitsai kuIjipiti, ndichikununurai muuranda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Jehova akatuma muprofita kuʋana ʋaIsraeri; iye akati kwaʋari: Ɀanzi naJehova Mŋari waIsraeri: Ndakakukwidzai, ndicikuɓuɗisai paEgipita, nokukuɓuɗisai paimba yoʋuranda; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Jehovha akatuma muporofita kuvana vaIsiraeri; iye akati kwavari, “Zvanzi naJehovha Mwari waIsiraeri, ‘Ndakakukwidzai, ndichikubudisai paIjipiti, nokukubudisai paimba youranda; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Tenzi akavatumira muporofita akati, “Zvanzi naTenzi Mwari wavaIsiraeri, ‘Ndakakuburitsai kuIjipiti, ndichikununurai muuranda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Akatuma muprofita, akati kwavari, “Zvanzi naJehovha: Mwari waIsraeri: Ndakakubudisai kubva muIjipiti, munyika youtapwa. Viz kapitola |