Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 6:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Vaisvikodzika matendhe avo pedyo navo, voparadza zvirimwa zvavo muminda kusvikira kuGaza. Havaisiya kana chokubata muIsiraeri. Vaituta zvose hwai nemombe namadhongi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ʋakadzika matente aʋo pakatarisana naʋo, ndokuparadza ɀiɓereko ɀeminda kuȿikira paGaza; haʋana‐kusiyira ʋaIsraeri ɀokudya kana makwai kana ŋombe, kana mboŋgoro.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Vakadzika matende avo pakatarisana navo, ndokuparadza zvibereko zveminda kusvikira paGaza; havana kusiyira vaIsiraeri zvokudya kana makwai kana mombe, kana mbongoro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Vaisvikodzika matendhe avo pedyo navo, voparadza zvirimwa zvavo muminda kusvikira kuGaza. Havaisiya kana chokubata muIsiraeri. Vaituta zvose hwai nemombe namadhongi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Vakadzika misasa yavo munyika uye vakaparadza zvirimwa kubva kuGaza yose, uye havana kusiyira vaIsraeri chinhu, makwai, mombe kana mbongoro.

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 6:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy