Ʋatoŋgi 6:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Kwaiti kana vaIsiraeri vakadyara mbeu dzavo vaMidhiani navaAmareki namamwewo marudzi okumabvazuva vaiuya kuzovarwisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokuti ʋaIsraeri ʋakati kana ʋakusha, ʋaMidiani naʋaAmareki naʋana ʋamabvazuʋa ndokukwira kuzorwa naʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Nokuti vaIsiraeri vakati kana vakusha, vaMidhiani navaAmareki navana vamabvazuva ndokukwira kuzorwa navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Kwaiti kana vaIsiraeri vakadyara mbeu dzavo vaMidhiani navaAmareki namamwewo marudzi okumabvazuva vaiuya kuzovarwisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 VaIsraeri vaingoti vakadyara mbeu dzavo, vaMidhiani, vaAmareki navamwe vanhu vokumabvazuva, vaiuya kuzorwisa nyika yavo. Viz kapitola |