Ʋatoŋgi 5:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Vanhu pavaisarudza vamwari vatsva, hondo yaibvawo yagogodzera pamusuo. Pamakumi mana ezviuru zvavaIsiraeri kwaimboonekwa nhoo kana pfumo zvaro nhai? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋakaɀitsaurira ʋamŋari ʋatȿa; Kurwa kukaʋa’po pamasuʋo. Kwakaŋga kuciʋonekwa here nhoʋo kana pfumo Pakati paʋaIsraeri ʋaneɀuru ɀinamakumi manna here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Vakazvitsaurira vamwari vatsva; Kurwa kukavapo pamasuo. Kwakanga kuchionekwa here nhovo kana pfumo Pakati pavaIsiraeri vane zviuru zvina makumi mana here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vanhu pavaisarudza vamwari vatsva, hondo yaibvawo yagogodzera pamusuo. Pamakumi mana ezviuru zvavaIsiraeri kwaimboonekwa nhoo kana pfumo zvaro nhai? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Pavakasarudza vamwari vatsva, hondo yakauya ichibva nokumasuo eguta, uye hakuna nhoo kana pfumo zvakaonekwa pakati pezviuru makumi mana muIsraeri. Viz kapitola |