Ʋatoŋgi 5:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Tenzi imi pakubva kwenyu kugomo reSeiri, pamaikanyaira mobva mumasango eEdhomu, nyika yakadedera, denga rikanaya, makore akadonha mvura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Jehova, pakuɓuɗa kwenyu paSeiri, Pakufamba kwenyu mucibva kusaŋgo reEdomi, Nyika yakaɗeɗera, ʋuye ɗeŋga rakaɗonha, Ɀirokwaɀo makore akaɗonha mvura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Jehovha, pakubuda kwenyu paSeiri, Pakufamba kwenyu muchibva kusango reEdhomu, Nyika yakadedera, uye denga rakadonha, Zvirokwazvo makore akadonha mvura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Tenzi imi pakubva kwenyu kugomo reSeiri, pamaikanyaira mobva mumasango eEdhomu, nyika yakadedera, denga rikanaya, makore akadonha mvura. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 “Haiwa Jehovha, pamakabuda kubva muSeiri, pamakafamba muchibva munyika yeEdhomu, Nyika yakadengenyeka, matenga akadurura, makore akadurura mvura pasi. Viz kapitola |