Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 5:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 “Tenzi ngaarumbidzwe nokuti vakuru vakuru vakatungamirira muIsiraeri uye vanhu vakazvipira nomwoyo unoda.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Kudzai Jehova, Nokuti ʋatuŋgamiriri ʋakatuŋgamirira ʋaIsraeri, Nokuti ʋanhu ʋakaʋuya nokuɗa kwaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Kudzai Jehovha, Nokuti vatungamiriri vakatungamirira vaIsiraeri, Nokuti vanhu vakauya nokuda kwavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Tenzi ngaarumbidzwe nokuti vakuru vakuru vakatungamirira muIsiraeri uye vanhu vakazvipira nomwoyo unoda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 “Kana machinda aIsraeri achitungamirira, kana vanhu vachizvipira pachavo Jehovha ngaarumbidzwe!”

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 5:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy