Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 4:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Dhebhora akatuma shoko rokuti Bharaki mwanakomana wavaAbhinoamu auye kwaari kubva kuKedheshi kwaNafutari akati kwaari, “Tenzi, Mwari wavaIsiraeri ari kukutuma, ari kuti, ‘Enda utore zviuru gumi zvavarume vedzinza rokwaNafutari neraZebhuruni uvatungamirire kugomo reTabhori.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Iye akatuma nhume kundoɗana Baraki, mŋanakomana waAbinoami, paKedeshi‐naftari, akati kwaari: Jehova Mŋari waʋaIsraeri haana‐kukuraira here, aciti: Enda usweɗere kugomo reTabori, uende naʋarume ʋaneɀuru ɀinegumi ʋaʋana ʋaNaftari naʋana ʋaZeburuni?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Iye akatuma nhume kundodana Bharaki, mwanakomana waAbhinoami, paKedheshi-nafutari, akati kwaari, “Jehovha Mwari wavaIsiraeri haana kukuraira here, achiti, ‘Enda uswedere kugomo reTabhori, uende navarume vane zviuru zvine gumi vavana vaNafutari navana vaZebhuruni?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Dhebhora akatuma shoko rokuti Bharaki mwanakomana wavaAbhinoamu auye kwaari kubva kuKedheshi kwaNafutari akati kwaari, “Tenzi, Mwari wavaIsiraeri ari kukutuma, ari kuti, ‘Enda utore zviuru gumi zvavarume vedzinza rokwaNafutari neraZebhuruni uvatungamirire kugomo reTabhori.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Akatuma shoko kuna Bharaki mwanakomana waAbhinoami aibva kuKadheshi muNafutari akati kwaari, “Jehovha, Mwari waIsraeri anokurayira kuti, ‘Enda undotora zviuru gumi zvavarume veNafutari neveZebhuruni ugovatungamirira kuGomo reTabhori.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 4:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy